LiveTalk
LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru.
Zvikamu
-
Gumiguru 28, 2025LiveTalk: The Connection
-
Gumiguru 27, 2025LiveTalk
-
Gumiguru 24, 2025LiveTalk
-
Gumiguru 23, 2025LiveTalk
-
Gumiguru 22, 2025LiveTalk
-
Gumiguru 21, 2025LiveTalk: The Connection