No media source currently available
Muchirongwa che Livetalk nhasi,tichange tichikurukura nyaya dzekurima mbewu dzakaita semhunga, mapfunde nezviyo idzo dzinogona kupedza nzara mudzimba munguva ino yekushanduka kwemamiriro ekunze. Tichanzwa kunyazvi dzakasiyana siyana nevarimi.