Accessibility links

Breaking News

Live Talk: The Connection Kubvumbi 12, 2022


Live Talk: The Connection Kubvumbi 12, 2022
please wait

No media source currently available

0:00 0:59:58 0:00

Muchirongwa chevechidiki cheThe Connection na 8 pm nhasi, Mike Hove weStudio 7 ari kuita hurukuro nezvezvizvarwa zveZimbabwe zviri kuSouth Africa nezvechirongwa chirikunzi Operation Dudula chekudzinga zvizvarwa zveZimbabwe nezvekune dzimwe nyika chiri kuitwa nezvimwe zvizvarwa zveSouth Africa.

Muchirongwa chevechidiki cheThe Connection na 8 pm nhasi, Mike Hove weStudio 7 ari kuita hurukuro nezvezvizvarwa zveZimbabwe zviri kuSouth Africa nezvechirongwa chirikunzi Operation Dudula chekudzinga zvizvarwa zveZimbabwe nezvekune dzimwe nyika chiri kuitwa nezvimwe zvizvarwa zveSouth Africa . Muchirongwa chanhasi Mike achataura nevanotevera. VaVincent Tshuma- ZAPU ,VaNtungamili Ncube-Chizvarwa cheZimbabwe chiri muSouth Africa ,VaDonald Mamboma-chizvarwa cheZimbabwe chiri muSouth Africa

Zvikamu

Onai Zvikamu Zvose
XS
SM
MD
LG