No media source currently available
Muchirongwa chedu cheThe Connection paLiveTalk nhasi tiri kutaura nevechidiki kubva kuZimbabwe vakatiza hondo nevamwe vachiri munyika iri kurwiswa neRussia iyi. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202 – 619-2077.