Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa chanhasi tiri kuendera mberi tichizeya nyaya yekuparararira zvakanyanya kwoita chirwere cheCovid-19. Tichitarisa zvekare kuti zvirongwa zvehurumende zvekudzivirira kutekeshera kwechirwere ichi zviri kukanganisa zvakadii hupenyu hwevechidiki munyika. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202 – 619-2077.