Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi tirikuzeya nyaya yezvekupararira kwechirere cheCOVID-19 pamwe nekuti mitemo yakaiswa nehurumende yakanangana nekusimbaradza kudzivirira kupararira kweCOVID-19 zviri kubata zvakadii hupenyu hwevechidiki munyika. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077.