Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa chanhasi, tiri kukurukura nevechidiki vanoita zvekurima nezve nyaya yenzara iyo yapfunya chisero munyika. Zvinhu zvakamira sei munharaunda menyu? Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti +1-202-465-0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1–202–619-2077.