Muri kuona chirongwa chakakosha cheVOA Shona LiveTalk chiri kukupakurirai zviri kuitika mukutsvaga rutsigiro rwesarudzo dzekutsviva vamiriri vakadzingwa muparamende nemumakanzuru dzichaitwa musi wa 26 Kurume.
2022 By-election