TV Schedule
20:00 - 21:00
Live Talk Special Coverage: Zimbabwe 2022 By-elections
Muri kuona chirongwa chakakosha cheVOA Shona LiveTalk chiri kukupakurirai zviri kuitika mukutsvaga rutsigiro rwesarudzo dzekutsviva vamiriri vakadzingwa muparamende nemumakanzuru dzichaitwa musi wa 26 Kurume. Chirongwa chino chinoburitswa nemusi weMugovera pamwe nemusi weSvondo kubva nenguva dza 8pm kusvika 9pm. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi tifonereyi panguva dzatataura panhamba dzinoti +1-202-619-2077. Munokwanisawo kutitumira WhatsApp number dzenyu panhamba dzinoti + 1-202-465-0318 kuitira kuti tigokufonerai kuti mupinde muchirongwa chino.