Makomiti eparamende yemuAmerica onzwa zviri kuitika muZimbabwe mushure mekusiya basa kwavaimbove mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe.