TV Schedule
20:00 - 21:00
Live Talk
Nhasi muchirongwa, tiri kutarisa zvingaitwe nevechidiki vane vanenge vapedza zvidzidzo zvavo zvepamusoro soro panguva iyo munyika musina mabasa. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077