TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi muchirongwa tiri kutarisa kusagadzikana kuri muSouth Africa zvichitevera kushungurudzwa kuri kuitwa zvizvarwa zvisiri zvemunyika iyi.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi tumirai nhamba dzenharembozha paWhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 202 619 2077