TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi tiri kuzeya nyaya yekuti zvirongwa zvehurumende zvakanangana nekudzivirira kupararira kweCOVID-19 zvine zvazviri kukanganisa here muhupenyu hwevanhu munyika? Tiri kutarisawo nyaya yekumbunyikidzwa kunonzi kuri kuitwa kodzero dzemadzimai munyika. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077.