TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa chanhasi tiri kuendera mberi tichitarisa nyaya yekupararira kwechirwere cheCOVID-19.Tichange tichikurukura zvekare nevechidiki nezve nyaya yekuwana mikana yekuzvisimudzira munyika, panguva iyo Zimbabwe yakabva kupembera kusvitsa makore makumi mana nerimwe kana kuti 41 ekuwana kuzvitonga kuzere. Hurumende yemutungamiri wenyika VaEmmerson VaMnangagwa iri kushanda nemazvo here mukusimudzira vechidiki munyika? Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077.