TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi muchirongwa tiri kutarisa kushandiswa kwezvinodhakwa nevechidiki munyika. Chii chaizvo chiri kupa kuti vechidiki vashandise zvinodhaka muhupenyu hwavo? Dambudziko iri ringapedzwe seyi? Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.