TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi muchirongwa tiri kutarisa matambudziko akatarisana nevanasikana munyika takatarisa kucherechedzwa kwekodzero dzevanhukadzi, uyezve kuwana mikana munyaya dzebhizinesi, munyaya dzedzidzo uyezve munyaya dzinoenderana nezvematongerwo enyika. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.