TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi muchirongwa tiri kuendera mberi tichizeya nyaya yekupararira zvakanyanya kwoita chirwere cheCoronavirus. Tiri kutarisawo nyaya yekukwira kwehuwandu hwevechidiki vamwe vasati vabva zera voita pamuviri munyika panguva iyo hurumende yoramba kuti vanasikana vari pasi pemakore gumi nematanhatu vapihwe mushonga unodzivirira kubatira pamuviri pasina mvumo yemubereki.