TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa cheThe Connection na8pm tiri kutarisa kuipa kwakaita huori uhwo hurumende yaVaEmmerson Mnangagwa yakavimbisa kurwisa. Muchirongwa ichi tichange tichitarisa kuti huori uhu huri kuvhiringa zvakadii budiriro yevechidiki munyaya dzehupfumi.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.