TV Schedule
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa cheThe Connection tiri kutarisa zvinoreva kune vechidiki mashoko emutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, ayo vatura muparamende pasi pehurongwa hwavo hweState of the Nation Address.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318.Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077