Broadcast Schedule
20:00 - 20:59
Live Talk - The Connection with Mike Hove
Muchirongwa chevechidiki cheThe Connection, nhasi tiri kuendera mberi tichitarisa nyaya yekupararira kwechirwere cheCoronavirus munyika. Tirikubata zvekare nyaya yekumbunyikidzwa kwekodzero dzevanhu kurikunzi kurikuitika munyika, panguva iyo vanhu vari kunzi vagare mudzimba.