Broadcast Schedule
20:00 - 20:59
LiveTalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi Muchirongwa chevechidiki cheThe Connection tichange tichitarisa nyaya yedzidzo panguva iyo nyika iri pakati pechirongwa chekukurudzira vanhu kuti vagare mudzimba kana kuti Lockdown, chakanangana nekudzivirira kupararira kwechirwere checoronavirus. Dzidzo ingakwanise kuendera mberi semazuva ose here munyika?