Zvikoro zvavhurwa zvakavhurwa neMuvhuro asi vadzidzi vakawanda vavo asiri kufara nemari dzavari kutambiriswa havana kuenda kubasa zvapa kuti vana vakawanda vadzokere kumba.
Nhengo gumi nembiri dzebato reCitizens Coalition for Change-CCC dzanga dziri mudare redzimhosva dzakawanikwa dzisina mhosva nedare ramejasitireti neChishanu muChinhoyi.
Sangano rinoona nezvesarudzo munyika reZimbabwe Electoral Commission, ZEC, rabvuma kuti harina kufambisa zvakanaka chirongwa chekunyoresa kukwikwidza musarudzo dzema by-elections svondo rapera.
Bato reCitizens Coalition for Change, kana kuti CCC, rinoti rava bato idzva rakazvimirira risineyi nechose chine chekuita nebato re MDC rakavambwa namuchakabvu VaMorgan Tsvangirai muna 1999
Rodhai zvimwe