Zimbabwe iri kutsvaga mari inodarika bhiriyoni imwe chete asi vaneruzivo nezviri kuitika vanoti South Africa haina hurongwa hwekuipa mari iyi.
VaGapare vanoti Zimbabwe iri kufara hayo kuti South Africa yakaivimbisavo kuibatsira nekudzidzisa mapurisa mashandiro pamwe nekuapa zvinhu zvekushandisa mubasa ravo.