Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vari kuita musangano nemutungamiri wehurumende yeIreland VaMicheal Martin kumuzinda wavo weWhite House muWashington DC.
VaTrump vati havasi kufara kuti nyika iyi iri kubhadharisa America mitero yakawanda pakutengeserana.
APTOPIX Trump Ireland
VaMartin vaudza vatori venhau kuti nyika yavo yakagadzirira kushanda neAmerica kuunza runyararo pakati peUkraine neRussia uye muMiddle East.