Live Talk: The Connection, Kubvumbi 5, 2022

Your browser doesn’t support HTML5

Muchirongwa chedu chanhasi cheThe Connection chatinotaura nevechidiki nezvavanosangana nazvo muhupenyu, Mike Hove weStudio 7 ari kutaura nezvechirongwa chakaparurwa nehurumende chekufamba munzvimbo dzakasiyana siyana ichipa vanhu magwaro ekuzvarwa nezvitupa cheMobile Registration Exercise..

Muchirongwa chedu chanhasi cheThe Connection chatinotaura nevechidiki nezvavanosangana nazvo muhupenyu, Mike Hove weStudio 7 ari kutaura nezvechirongwa chakaparurwa nehurumende chekufamba munzvimbo dzakasiyana siyana ichipa vanhu magwaro ekuzvarwa nezvitupa cheMobile Registration Exercise, izvi zviri kubatsira vakawanda zvikuru vechidiki vasina magwaro aya uye vakaawana vanenge vokwanisawo kuvhota.