Livetalk: The Connection with Mike Hove
Your browser doesn’t support HTML5
Muchirongwa chanhasi, tiri kuendera mberi tichizeya nevechidiki vanoita mabasa akasiyana siyana munyika nezvenyaya yekupararira zvakanyanya kwoita chirwere cheCOVID19. Tirikutarisawo kuti zvirongwa zvehurumende zvakanangana nekudzivirira kupararira kwechirwere ichi zvirikukanganisa kana kubatsira sei mabasa ari kuitwa nevechidiki.
Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202 – 619-2077.