Livetalk: The Connection with Mike Hove

Your browser doesn’t support HTML5

Nhasi muchirongwa tiri kutarisa hurongwa hwehurumende hwekuda kushandisa hunyanzvi hwechizvino zvino mukumutsiridza maindasitiri akavharwa zvichitevera kuparara kwehupfumi hwenyika. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, tipeyi nhamba dzenharembozha dzenyu kuitira kuti tigokufonerai. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077