Livetalk: The Connection with Mike Hove

Your browser doesn’t support HTML5

Nhasi Muchirongwa tiri kutarisa nyaya yekuti vechidiki vangawane sei mabasa asi tichitarisa zvakanyanya munyaya dzekurima. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077