Live Talk: The Connection
Your browser doesn’t support HTML5
Muchirongwa cheThe Connection na 8pm tiri kutarisa matambudziko akatarisana nevechidiki munguva yemhirizhonga iri kuitika munyika.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077